KwaunobvaDuramazwiMmaitiro

Duramazwi · zita

maitiro

attitude · conduct · instinct · procedural · system · behavior · behaviors · behaviour · characteristics · criteria · manner · practices · procedures · processes · reactions · techniques · traits · trends

Zvinoreva

Maitiro emunhu itsika yake kana zvaanogara achiita nguva nenguva.

1

Maitiro emunhu itsika yake kana zvaanogara achiita nguva nenguva.

Maitiro ake airatidza kuti aida kuti ndiende kwaari but ndakati bodo handiite.

Vaiti vakafunga Tadiwa maitiro ake chaiwo ehunhu nezvaitaura naDebra vainzwa mweya wavo kuita seunopera.

Panewo dzimwe nzvimbo kana mamwe maitiro anoita kuti musambo uyu ubudirire.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

maiza

Kana munhu achimaiza anenge aenda kumunda kana kumwewo kunhu kwenguva pfupi kungondoona obva odzoka.

Verenga

Swipe for the next word