KwaunobvaDuramazwiMmuitiro

1

Ichi chivakiso chinoratidza muitiro wekukurumidza wakaitwa pakuita chimwe chinhu.

Chipupupu muitiro wokubatsirana kugadzirisa zvakanganisika nechimbichimbi.

Kana munhu akaoma mwoyo anenge aine muitiro wakaipa, asingaregereri kana kunzwira vamwe tsitsi.

Zvine chekuita

maitiro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muitirwa

Muchirevo muitirwa munhu anenge achitaridzwa kuti akaitirwa chinhu.

Verenga

Swipe for the next word