KwaunobvaDuramazwiMmuitirwi

Duramazwi · zita

muitirwi

Zvinoreva

Muitirwi munhu anozodya kana kunakirwa nezvinhu zvinenge zvashandwa nevamwe.

1

Muitirwi munhu anozodya kana kunakirwa nezvinhu zvinenge zvashandwa nevamwe.

Muitirwi munhu anozodya kana kunakirwa nezvinhu zvinenge zvashandwa nevamwe.

Iyi irebeso yokuitwa kana kuti chivanduriro chinoratidza muitirwi.

Ichi chivakiso chinopfekerwa muchiito kuratidza kuti muitirwi ndiyezve nyakutaura. Akandituka pazere vanhu.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word