KwaunobvaDuramazwiMmuitire

1

Masasire munhu anogona kutsvetera vamwe kuti _va-muitire zvaanoda.

Kungoti chete iye munhu wekuti akada munhu anobva amuvimba zviya zvekuti anenge asisachatombomufungire kuti angamuitire chinhu chakaipa.

Magome usimbe hwemunhu anenge achida zvekutuma-tuma vamwe kuti vamuitire basa.

Zvine chekuita

maitiro

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word