KwaunobvaDuramazwiMmabatiro

Duramazwi · zita

mabatiro

treatment

Zvinoreva

Mabatiro mashandiro kana maitiro anoita munhu zvinhu.

1

Mabatiro mashandiro kana maitiro anoita munhu zvinhu.

Kodzero mabatiro anofanira kuitwa munhu, anoenderana nechinzvimbo chake.

Mabatiro mashandiro kana maitiro anoita munhu zvinhu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabatwa

Mabatwa inzira yokushandisa chombo chiri muchanza chako, usingaiti zvokuchikanda.

Verenga

Swipe for the next word