Duramazwi · zita
mabayo
thrill
chibayokabayo
Duramazwi · zita
thrill
Mabayo kurwadza kunoita muviri, kunyanya pachipfuva kana kumativi, uchinzwa kunge uri kudyungwa-dyungwa.
Mabayo kurwadza kunoita muviri, kunyanya pachipfuva kana kumativi, uchinzwa kunge uri kudyungwa-dyungwa.
Muroora ane mabayo saka haakwanisi kutakura mugomo wemvura.
Nyumoniya chirwere chemapapu chinoita kuti munhu aite mabayo uye achikosora nekutadza kunyatsofema.
chibayo · kabayo
Duramazwi
01 / 03mabhambu
Kana munhu achinzi ari kutaura mabhambo anenge achitaura nenzira inogumbura.
VerengaSwipe for the next word