KwaunobvaDuramazwiMmabhambu

Duramazwi · zita

mabhambu

mabhambo

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ari kutaura mabhambo anenge achitaura nenzira inogumbura.

1

Kana mumugwagwa mune makomba makomba munenge mune mabhambu akakura uye akawanda zvokuti zvinonetsa kuti motokari dzinnyatsofambamo.

Kugujura kuenda mudenga kwevanhu vari mumotokari kana chimwe chifambiso nokuda kwemabhambu.

2

Zvine chekuita

mabhambo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabhanan'ana

Uku kupenya nokutinhira kunoitika kana kuchinaya.

Verenga

Swipe for the next word