Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri izwi rokuti bhanzi rinenge raiswa muuzhinji.
1
Iri izwi rokuti bhanzi rinenge raiswa muuzhinji.
Pakuruka muso, mabhanzi zvitutu zvevhudzi rakasungirirwa pamwe chete neshinda.
Ganyiro indiro huru kana kadhishi kokukanyira upfu hwokubika chingwa kana mabhanzi.
Ganyo upfu hwakakanywa kuti hugobikisa chingwa kana mabhanzi.
2
Pakuruka muso, mabhanzi zvitutu zvevhudzi rakasungirirwa pamwe chete neshinda.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mabharaki
barracks
VerengaSwipe for the next word