Duramazwi · zita
bhanzi
bun
Duramazwi · zita
bun
Bhanzi chidyiwa chinobikwa nefurawu sechingwa asi icho chichiti tapirei uye chiri chidiki pane sikonzi.

Iri izwi rokuti bhanzi rinenge raiswa muuzhinji.
Pakuruka muso, mabhanzi zvitutu zvevhudzi rakasungirirwa pamwe chete neshinda.
Duramazwi
01 / 03bhara
Kunyora kana kukwenya.
VerengaSwipe for the next word