Duramazwi · zita
chibayo
pneumonia
Duramazwi · zita
pneumonia
Chese chinodyunga zvinorwadza.
Chese chinodyunga zvinorwadza.
Chibayo chinokonzera kurwadziwa muchipfuva zvikuru.
Chibayo kurwadziwa nemuviri uchiita seune chinhu chinokudyunga mumbabvu.
Chibayo chimera kana vana vezvimera zvinenge zvakatesvera zvokuti kana munhu akatsika anobva adyungwa nazvo.
Chibayo kurwadziwa nemuviri uchiita seune chinhu chinokudyunga mumbabvu.
Chibayo ndechese chinenge chiri kukuvhiringa paurongwa hwaunenge uinahwo. Nzvimbo yechikoro akaiwana asi chibayo ndiyo mari.
chimani · chibikwa · bayo
Duramazwi
01 / 03chibeba
Chibeba mukomana kana musikana anoita kunge ane pfungwa dzisina kukwana.
VerengaSwipe for the next word