KwaunobvaDuramazwiCchibato

Zvinoreva

Chibato musika wekubata kana munhu achisimudza kana kutakura mudziyo.

1

Chibato musika wekubata kana munhu achisimudza kana kutakura mudziyo.

Musikana abata chibato chepoto kuti anyatsomona sadza zvakanaka.

Chibato musika wekubata kana munhu achisimudza kana kutakura mudziyo.

Zvakafanana

mubato · mupakato

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibaya

Chibaya idanga remombe kana imwewo nzvimbo yadzinovharirwa kana kwavira.

Verenga

Swipe for the next word