Duramazwi · zita
chokubata
lurch
Duramazwi · zita
lurch
Mubato wechinhu (handle).
Mubato wechinhu (handle).
Handina chitambi chokubata mumaoko, Handina rezinesi yekugarisa vanhu kuti vana vana parufu, Mangwana zviri kwandiri.
Musharukwa munhu anenge asauka asisina chokubata asi iye ambenge akagara zvakanaka.
Kuchona kupererwa nemari zvachose zvokushaya kana chokubata.
Duramazwi
01 / 03chokudya
Zvekudya zvo hupenyu (food).
VerengaSwipe for the next word