KwaunobvaDuramazwiRrubato

Zvinoreva

Rubate ndepaunobata kana uchishandisa zvakaita sebanga kana poto.

1

Rubato ndechaunopa kuti chimbofanobatwa uchitsvaka mubhadharo, wozochitora kana wabhadhara.

Rubato chipo chaunopa kumudiwa wako se-chiratidzo chorudo rwako.

2

3

Zvakafanana

mubato · mupakato · mbato · nduma · nhumbi

Zvine chekuita

ruchenesamwoyo

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word