Duramazwi · zita
nhumbi
lading · goods
Duramazwi · zita
lading · goods
Nhumbi zvipfeko zvemunhu zvaanofukidza nazvo muviri wake.
Nhumbi zvipfeko zvemunhu zvaanofukidza nazvo muviri wake.
Nhumbi dzomunhu dzinosanganisira mabhurukwa, hembe, shangu nezvimwewo.
Pachikoro anenge akatopfeka uniform yemaupper panze pandamuona anga akatopfeka nhumbi dzekumba.
Nhumbi midziyo yakasiyana-siyana yokushandisa mumba.
Unofanira kukasira kusuka nhumbi idzi nokuti dzinogona kuomera, sezvo dzamboiswa zvekudya zvine mafuta akawandisa.
Nhumbi chiratidzo chehembe kana chimwewo chinhu chinopiwa mukomana nemusikana, kana musikana nemukomana wake, sechiratidzo chorudo rwavo nechitsidzo chekuti vacharoorana.
Duramazwi
01 / 03nhumbu
pregnancy
VerengaSwipe for the next word