Duramazwi · zita
hembe
outfit · shirt · shirts
Duramazwi · zita
outfit · shirt · shirts
Hembe chipfeko chinovhara kumusoro kwemuviri, kubva muchiuno, kusingasvikwi nebhurugwa.
Hembe chipfeko chinovhara kumusoro kwemuviri, kubva muchiuno, kusingasvikwi nebhurugwa.
Akatanga kurongedza hembe dzake kwave kubva abuda pamba pavana Tanaka.
BaTakue vakambokwira kwave kuenda kutown kunotsvaga hembe nyowani ndokuzodzoka kumba kwavo.
Tanaka aivepo hake pamba pavo akatorara Tadiwa akasvika kwave kutanga kurongedza hembe dzake.
Hembe chipfeko chese zvacho chingapfekwa nemunhu.
Dhirezi.
Duramazwi
01 / 03hemu
Hemu inyama yepagumbo renguruve inogayiwa yoiswa munyu, inobikiswa kumwe kudya kana kudyiwa yakadaro.
VerengaSwipe for the next word