Duramazwi · zita
Zvinoreva
Heji miti nenge yakadzvarwa yakabatana ichikura ichirukana kuitira kuti iumbe ruzhowa rwemusha.
1

Kana munhu akadimburira heji anenge aicheka nenzira yekuti inyatsoenzana.
Kutemerera heji kuicheka uchiirova-rova kuitira kuti mativi acho aenzane.
Heji miti nenge yakadzvarwa yakabatana ichikura ichirukana kuitira kuti iumbe ruzhowa rwemusha.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hekeri
Hekeri indima yomunda inosara panguva inorimwa rimwe bandi romunda.
VerengaSwipe for the next word