KwaunobvaDuramazwiRruzhowa

Duramazwi · zita

ruzhowa

hedge

Zvinoreva

Ruzhowa chivakwa chemasanzu ane minzwa kana asina, chinenge chakashandiswa kukomberedza imba, minda, michero nezvimwewo.

1

Ruzhowa chivakwa chemasanzu ane minzwa kana asina, chinenge chakashandiswa kukomberedza imba, minda, michero nezvimwewo.

Ndiko kuti mangwana musazorega vana venyu vachingopwanya ruzhowa rwevaridzi.

Zvakare isu tiri vanhu vakabudirirawo chaizvo zvokuti dai pasina wenyu akatipwanyira ruzhowa tisiri pano.

Kumagumo anoitiswa pamuviri paanenge oita suku nasai pasisina achabvuma mhosva yokupwanya ruzhowa rwavamwe urwu.

Zvakafanana

rusosa

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruziso

Ruziso maitiro ekungoda mukadzi kana murume wese wese kuti dai aita wako.

Verenga

Swipe for the next word