Duramazwi · zita
ruzha
din · loud · noise
Duramazwi · zita
din · loud · noise
Ruzha kutaura kana kuimba nemazwi akakwirira, zvinosvota vamwe.
Ruzha kutaura kana kuimba nemazwi akakwirira, zvinosvota vamwe.
Tadiwa akazobudawo mumba paakanzwa ruzha panze.
Ruzha rwemota rwaive chidzivaidzo pamusangano wedu.
Shumba inodzvova zvine ruzha rukuru.
Ruzha kurira kana kutinhira kwechimwe chinhu kunonyaudza nzeve. Bhazi iri riri kuita ruzha rwakanyanya.
noizi · murumo · mheremhere
Duramazwi
01 / 03ruzhinji
majority
VerengaSwipe for the next word