KwaunobvaDuramazwiRruzazu

Duramazwi · zita

ruzazu

rutyorumhepu

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane ruzazu, anenge achikasira pakuita zvinhu zvaasina chivimbo kana rutsigo pazviri.

1

Zvakafanana

rutyo · rumhepu

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruzekete

Ruzekete ivhu rine jecha rakawandisa, risina mufudze wakawanda.

Verenga

Swipe for the next word