KwaunobvaDuramazwiCchivhurumukira

Duramazwi · zita

chivhurumukira

Zvinoreva

Uku kutaura kana kuita zvimwe zvinhu munhu asati azvipa nguva yekunyatsofunga kuti zvakakodzera here kana kwete.

1

Uku kutaura kana kuita zvimwe zvinhu munhu asati azvipa nguva yekunyatsofunga kuti zvakakodzera here kana kwete.

Mukwasha akatinyadzisa paakaita chivhurumukira achipindira nyaya dzaanatsano.

Zvakafanana

chidudu

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word