Duramazwi · zita
chivhuro
chivhuriso
Duramazwi · zita
Chivhuro ndechose chingashandiswa kudziura mivharo yemabhodhoro kana yemagaba.

Tora chivhuro uvhure gaba renyama iri.
Chivhuro ndechose chingashandiswa kudziura mivharo yemabhodhoro kana yemagaba.
chivhuriso
Duramazwi
01 / 03chivhurumukira
Uku kutaura kana kuita zvimwe zvinhu munhu asati azvipa nguva yekunyatsofunga kuti zvakakodzera here kana kwete.
VerengaSwipe for the next word