KwaunobvaDuramazwiCchivi

Duramazwi · zita

chivi

sin

Zvinoreva

Chitadzo.

1

Chitadzo.

Kunzwa kuti ndaive ndakutoita chivi chehumhondi chaicho.

Zvinhu zviedzwa, chembere yekwaChivi yakabika mabwe ikanwa muto.

Zviro zviyedzwa chembere yekwaChivi yakabika mabwe ikanwa muto.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chividze

Chividze chikwenzi chine matavi akakombama-kombama, anenge ari pedo nevhu, uye chine midzi inovava inonzi inoita mushonga unorapa mudumbu.

Verenga

Swipe for the next word