Duramazwi · zita
chitema
adage
Duramazwi · zita
adage
Kana munhu achinzi aita chitema anenge akanganisa zvikuru, atotyora mutemo inonyatsozikanwa. Chitema chikuru kutora mukadzi womunhu kumuita wako.
Kana munhu achinzi aita chitema anenge akanganisa zvikuru, atotyora mutemo inonyatsozikanwa. Chitema chikuru kutora mukadzi womunhu kumuita wako.
Matsito chiutsi chitema chinenge chakaomera kunze kwemidziyo inogadzwa pamoto.
Ruvara imhando yekutaridzika kwechinhu, sekuti chitema kana kuti chitsvuku.
Chihazvanzi chivara chitema chinowanikwa paganda romunhu, zvikuru pamaoko.
Duramazwi
01 / 03chitemo
Chitemo chirwere chemusoro unogarotema usingapori.
VerengaSwipe for the next word