Duramazwi · zita
chitendero
belief · cult · religion
Duramazwi · zita
belief · cult · religion
Chitendero izita rinoreva zvinhu zvose zvinenge zvichidavirwa navanhu pakushumira kwavanoita. Marudzi ose ari pasi pano ane zvitendero zvawo zvakasiyana-siyana.
Chitendero izita rinoreva zvinhu zvose zvinenge zvichidavirwa navanhu pakushumira kwavanoita. Marudzi ose ari pasi pano ane zvitendero zvawo zvakasiyana-siyana.
Kereke chaunga chavanhu vane chitendero chimwe chete chinoumba svondo.
ChiKristu chitendero chesvondo dzinodaira kuti kuna Jesu mwanakomana womusiki anonzi Mwari.
Imba inoyera inonamatirwa naMwari kana kune chitendero (temple).
Chitendero izita rinoreva sangano resvondo. Vechitendero cheRoma ndivo vane zvikoro zvakawanda here munyika muno?
Duramazwi
01 / 03chitepo
Chitepo mudziyo unoshandiswa kupatsanura masese kubva kumusvi.
VerengaSwipe for the next word