Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chitavira chipembenene chitsvuku chinowanikwa pamatohwe, dzimwe nguva chiri pakati pembadzi dzawo.
1
Chitavira chipembenene chitsvuku chinowanikwa pamatohwe, dzimwe nguva chiri pakati pembadzi dzawo.
Chitavira chipembenene chitsvuku chinowanikwa pamatohwe, dzimwe nguva chiri pakati pembadzi dzawo.
Kana uchitavira unenge uchidzivirira umwe kuti asakuvadzwa.
Kana uchitavira mwana mucheche unenge uchimugadzira nemishonga inoita kuti asazobatira zvirwere nhando.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiteedzwa
Chiteedzwa chinhu chinotarisirwa kutevedzerwa nevanhu nguva nenguva. Kubvisa pfuma chiteedzwa chakatanga makarekare.
VerengaSwipe for the next word