KwaunobvaDuramazwiCchitaurwa

Duramazwi · zita

chitaurwa

Zvinoreva

Chidudziro.

1

Chidudziro.

Uyu munhu ane nge achibvumirana nezvinenge zvi- chitaurwa.

Mapikicha anobudiswa anoita kuti muteereri kana muoni agone kunatsonzwisisa mashoko anenge achitaurwa.

Kupisira kutaura mashoko anga asingafaniri kunge achitaurwa pachinhanho ichocho.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitava

Chitava chishongo chinenge chuma, chinopfekwa mumusoro nevanhukadzi.

Verenga

Swipe for the next word