Duramazwi · zita
chivimbo
confident · trust · confidence
Duramazwi · zita
confident · trust · confidence
Chivimbo ichokwadi chaunenge uinacho chokuti mumwe munhu achakwanisa kuita zvaane-nge ati achaita.
Chivimbo ichokwadi chaunenge uinacho chokuti mumwe munhu achakwanisa kuita zvaane-nge ati achaita.
Ndine chivimbo kuti Tsaurai anosvika nhasi.
Inongova ongororo imwe chete saka hatina chivimbo chakazara mairi.
Duramazwi
01 / 03chivindi
courage
VerengaSwipe for the next word