Duramazwi
Zvinoreva
unda dzekuBeitbridge, asi vazhinji vavo vari muSouth Africa.
Chivhuno isimba reshumba rinoita kuti munhu kana dzimwe mhuka zvikaiona zvishaye simba rekutiza.

Chivhuno mushonga unoshandiswa nevakuruvakuru unoita kuti vanhu vari pasi pavo vavatye pose pavanenge vasvika pavari.
Imbwa kuminya hona inodada nechivhuno.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chivhura
Kuchivhura kucheka chinhu kamwe chete uye zvine simba.
VerengaSwipe for the next word