KwaunobvaDuramazwiCchivhorovhoro

Duramazwi · zita

chivhorovhoro

pistol · revolver · rifle

Zvinoreva

Aka kapfuti kadiki kanogona kutakurwa kakapfekerwa mubhurukwa kana kusungirirwa muchiuno.

1

Aka kapfuti kadiki kanogona kutakurwa kakapfekerwa mubhurukwa kana kusungirirwa muchiuno.

Zvakafanana

vhorovhoro

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chivhu

Kana munhu achinzi ane chivhu anenge aine muviri muhombe. Iwe mwana wako anokura uye murefu. Ane chivhu chababa vake.

Verenga

Swipe for the next word