Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ruziso maitiro ekungoda mukadzi kana murume wese wese kuti dai aita wako.
1
Ruziso maitiro ekungoda mukadzi kana murume wese wese kuti dai aita wako.
Ruziso maitiro ekungoda mukadzi kana murume wese wese kuti dai aita wako.
Zveruziso zvowoda izvi, mazuvano unosiya ngoma ichirira.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruzivasimba
Kana munhu achinzi ane ruzivasimba, anenge asingadi kushanda zvakanyanya kana achishanda nevamwe vaane achibatsirana navo.
VerengaSwipe for the next word