Duramazwi · zita
ruzhinji
majority · heartland
Duramazwi · zita
majority · heartland
Kana chinhu chichinzi ndecheruzhinji chinenge chiri chevanhu vakawanda, chisina anoti ndechake pauzima. Handei tinoshandisa chimbuzi chepamusika cheruzhinji.
Uku kuverenga kunoratidza kuti zvinotaurwa nezvazvo zvaitwa kakawanda. Ndinosiinda kwambuya ruzhinji kudarika kwavatete.

Kare vanhu vaizoita basa iri vachiimba nekunemerana izvo zvaifadza ruzhinji rwavanhu.
Kero yako inogona kuenda kurudyi asi mazuva ano ruzhinji rwava kuisa kero iyi kuruboshwe saka ukafambirana nenguva hapana chakaipa.
Munhu anonzi apuzvura kana apusiswa kana kunyadziswa pane ruzhinji rwavanhu.

rudhende
Duramazwi
01 / 03ruzhowa
hedge
VerengaSwipe for the next word