Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uzhinji hwezvinhu ndihwo uwandu hwazvo.
1
Uzhinji hwezvinhu ndihwo uwandu hwazvo.
Dzunzwe uswa uzhinji hunenge huri pachivhinga, kana kuti hwakamera panzvimbo imwe chete.
Ichi ndechinotaridza uzhinji kana ushoma hwezvinhu mumutauro. Izwi rokuti ndoga chirevauwandu.
Uzhinji hwezvinhu ndihwo uwandu hwazvo.
2
Pane zvemaumbirwo omutauro, zita rinonzi riri kuuzhinji kana richireva zvinhu zviviri kana kudarika.
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uzima
Pauzima zvinoreva kuti iye munhu pachake.
VerengaSwipe for the next word