Duramazwi
Zvinoreva
Kuuzha kutema nekupunza muti.
1
Kuuzha kutema nekupunza muti.
Kun'urun'uzha kudya zvinhu zvakaita sechibage munhu achikasira zvokuti anenge achisiirira dzimwe shanga pamuguri.
Checheni muchero wakatenderera unotsvukuruka nokuomarara kana waibva, uye unodyiwa vanhu vachiita zvokun'urun'uzha makanda awo.
Kana munhu achin'urun'uzha chinhu chakaomarara anenge achichikwenga nemazino ake nechinangwa chokubvisa zvikwande zvidiki pachiri.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uzhinji
Uzhinji hwezvinhu ndihwo uwandu hwazvo.
VerengaSwipe for the next word