KwaunobvaDuramazwiUuzivi

Duramazwi · zita

uzivi

philosophical · philosophy

Zvinoreva

Kana munhu ane uzivi anenge achida kungoita kunge ndiye akangwara kupfuura vamwe.

1

Kana munhu ane uzivi anenge achida kungoita kunge ndiye akangwara kupfuura vamwe.

Kana munhu ane uzivi anenge achida kungoita kunge ndiye akangwara kupfuura vamwe.

Firosofi chidzidzo chokutsvaga uzivi neungwaru hwakadzama, zvikuru maererano nemafungiro anotungamirira vanhu pamagariro avo netsika dzavo.

Apa ndakatoona kuti akada kuenderera ndaifanira kuudza mama nezvake ndobva ndaramba kuti handimuzivi.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uzukuru

Uzukuru ukama huri pakati pambuya kana sekuru nemwana wemwana wavo.

Verenga

Swipe for the next word