KwaunobvaDuramazwiUuzukuru

Duramazwi · zita

uzukuru

Zvinoreva

Uzukuru ukama huri pakati pambuya kana sekuru nemwana wemwana wavo.

1

Uzukuru ukama huri pakati pasekuru nemwana wavatete kana wehanzvadzisikana.

Uzukuru ukama huri pakati patete nemwana wehanzvadzi yavo.

2

3

Uzukuru ukama huri pakati pasekuru nemwana wavatete kana wehanzvadzisikana.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uzuru

Kana munhu akafamba achienda kuuzuru anenge achienda kunzvimbo yakakwirira, iri nechekumusoro.

Verenga

Swipe for the next word