Duramazwi · zita
ruzivo
acquaintance · experience · experienced · information · intelligence · knowledge · knowledgeable · knowledgeably
Duramazwi · zita
acquaintance · experience · experienced · information · intelligence · knowledge · knowledgeable · knowledgeably
Kana munhu achinzi ane ruzivo anenge aine pfungwa dzekuona zvakanaka nezvakaipa muupenyu.
Kana munhu achinzi ane ruzivo anenge aine pfungwa dzekuona zvakanaka nezvakaipa muupenyu.
Tinovimba wakawana ruzivo rwakazara pamusoro pemusambo wekubata maoko parufu.
Ruzivo rwachinopa urwu rwunoita kuti ukwanise kutsaura chinhu kubva pakati pezvimwe.
Tinovimba wakawana ruzivo rwakakuvandudza pakudzidza kwako chitsauko chino.
Duramazwi
01 / 03ruzivururo
Aka katsika komunhu anenge achinyanya kuda kuziva zvinoitika muupenyu hwevamwe. Munhu ane ruzivururo anoita makuhwa.
VerengaSwipe for the next word