KwaunobvaDuramazwiRruzivururo

Duramazwi · zita

ruzivururo

Zvinoreva

Aka katsika komunhu anenge achinyanya kuda kuziva zvinoitika muupenyu hwevamwe. Munhu ane ruzivururo anoita makuhwa.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruzoka

Ruzoka kurwadziwa nomudumbu komwana mudiki, kunyanya achiri pasi pemwedzi mishanu, zvichikonzerwa nokusanduka kwekunze kuchiita makore.

Verenga

Swipe for the next word