KwaunobvaDuramazwiMmano

Duramazwi · zita

mano

naive · abilities

Zvinoreva

Mano imhangwa kana pfungwa dzinobatsira.

1

Mano imhangwa kana pfungwa dzinobatsira.

Kushaya mano kwomusikana kukungira sadza chibhakira.

Kushaya mano kwendiro kupakurirwa isingadyi.

Kana munhu ane mano anenge ane chitsotsi chekunyengedza kuti atorere vamwe zvinhu zvavo.

2

Mano uchenjeri pakuita zvinhu.

3

Kana munhu ane mano anenge ane chitsotsi chekunyengedza kuti atorere vamwe zvinhu zvavo.

Zvakafanana

mazano

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manokoro

Manokoro kutora zvimwe zvinhu uchizadza zvanza zvako.

Verenga

Swipe for the next word