KwaunobvaDuramazwiMmanomano

Duramazwi · zita

manomano

cunning

Zvinoreva

Manomano manyepo anorukwa nemunhu kuti awane zvaanoda, vanhu vachiti ichokwadi.

1

Manomano manyepo anorukwa nemunhu kuti awane zvaanoda, vanhu vachiti ichokwadi.

Manomano emuroyi kunyepera kutya dzvinyu akasungirira nyoka muchiuno.

Manomano manyepo anorukwa nemunhu kuti awane zvaanoda, vanhu vachiti ichokwadi.

Zvakafanana

mano

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manonoko

Kana munhu akaita manonoko anenge asvika mutambo kana chimwe chinhu chaanga afambira chapera.

Verenga

Swipe for the next word