Duramazwi02 / 03ruvhunambwaRuvhunambwa rudzi rwetsuro inomhanya zvikuru ichinzvenga nemiti. Imbwa dzinobondera nemiti pakuedza kubata ruvhunambwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03ruvimbisoRuvimbiso ichokwadi chinopiwa munhu kuti achaitirwa zvimwe zvinhu mberi. Ndakaenda nomusikana kwatete seruvimbiso rwekuti ndaizomuroora.Verenga→