Duramazwi · zita
ruvengo
enmity · hatred · malicious
Duramazwi · zita
enmity · hatred · malicious
Ruvengo kuva nemweya wekusada kufarira mumwe munhu.
Ruvengo kuva nemweya wekusada kufarira mumwe munhu.
Kunyangwe zvake aive afa ave makore but ruvengo rwavo rwaitowedzera mazuva ese.
Rwatove ruvengo rwakakura rwunenge rwadyarika ipapa kana ukasazvidzosa zvinhu izvozvo.
Zvino pavakazozviziva ruvengo kuna mama rwakabva rwawedzera.
Zvondo · ugaa
Duramazwi
01 / 03ruvhesi
reverse
VerengaSwipe for the next word