KwaunobvaDuramazwiRrudo

Duramazwi · zita

rudo

affection · love · romance

Zvinoreva

Rudo mwoyo unofarira mumwe, paine kuwirirana nokunzwanana kwakakomba.

1

Rudo mwoyo unofarira mumwe, paine kuwirirana nokunzwanana kwakakomba.

Une rudo runoshamisa Lennon may the good Lord bless you for me.

Zvechokwadi aive asati akamboona munhu ane rudo rwakadai.

Mumba mune vanhu vasingavimbani hamuna rudo.

2

Rudo ukama huripo pakati pemukadzi nemurume, kana musikana nemukomana, zvinovaita kuti vade kugara vese.

Zvakasiyana

ruvengo

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rudu

Kuti rudu kukaruka munhu atotsamwa nokuramwa zvaanoda kupiwa.

Verenga

Swipe for the next word