Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rudugu kudzura chinhu chakaita sechitsiga kana ibwe kubva muvhu, uchishandisa simba zhinji.
1

Kana nyama, zvikuru ine magodo akawanda ichinge yati rudugu, inenge yaibvisa mushure mokubikwa kwengura refu.
2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruduguka
Kana chinhu chakaita somuti kana ibwe chichiruduguka, chinenge chichibvira kubvisa chose pasina chinosarapo.
VerengaSwipe for the next word