Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rudungu mushongoti wezviyo une pamwe pasina tsanga, unonzi anenge auwana anogona kuushandisa seumboo hwekukumbira chaanoda kune mumwe munhu. Patsika dzeChiShona, kana munhu akakupa rudungu, haufaniri kuramba zvaunenge wakumbirwa kuita.

Rudungu chiga chaunenge wakafanira kuitira mumwe munhu. Iwe une rudungu rwekundifudzira n'ombe neMugovera sekutenderana kwatakaita.

Zvine chekuita
chidungu
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rudunuka
Kubva patambo kana kusununguka kwesungwa.
VerengaSwipe for the next word