KwaunobvaDuramazwiRrudunura

Duramazwi

rudunura

Zvinoreva

Kurudunura kupfumvunyura chirukwa kana chisonwa.

1

Kurudunura kupfumvunyura chirukwa kana chisonwa.

Shinda ikatamba nevana inopimbiyana, zvokuti inonetsa kurudunura.

Kana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti inenge yonetsa kurudunura.

Kuti tudu kurudunura pakasonwa neshinda, uchidambura nekasimbi.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word