KwaunobvaDuramazwiRrudugura

Duramazwi

rudugura

Zvinoreva

Kurudugura kudzura muti kana chirimwa zvose nemidzi.

1

Kurudugura kudzura muti kana chirimwa zvose nemidzi.

Kurudugura kudzura muti kana chirimwa zvose nemidzi.

2

Kurudugura kubika nyama zvakapfurikidza.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rudungu

Rudungu mushongoti wezviyo une pamwe pasina tsanga, unonzi anenge auwana anogona kuushandisa seumboo hwekukumbira chaanoda kune mumwe munhu. Patsika dzeChiShona, kana munhu akakupa rudungu, haufaniri kuramba zvaunenge wakumbirwa kuita.

Verenga

Swipe for the next word