Duramazwi
Zvinoreva
chinhu changa chakavanzika chichibidinuka chinenge chichikwanisa kuburitswa pachena.
Kubidinura kuvhukunura chinhu chihombe kubva pachanga chakavigwa.
1

Kubidinura kufukunura chinhu chihombe kana kuburitsa pachena chinhu changa chakavanzika.

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bidiri
Kuti bidiri kudonha kwechinhu, zvikuru chirefu, kubva pakakwirira chobva chaumburukira pasi.
VerengaSwipe for the next word