Duramazwi
Zvinoreva
Kubuda pachena kwechinhu.
1
Kubuda pachena kwechinhu.
Kuti bidinu kuvhukunura chinhu chinorema kubva muvhu kana mumwewo machinenge chiri.
2
Kuti bidinu kuvhukunura chinhu chinorema kubva muvhu kana mumwewo machinenge chiri.
3
Kuti bidinu kuburitsa chinhu changa chakavigwa.
Mudzidzisi akati bidinu fodya nedoro zvanga zvavigwa nevana vechikoro, akagotanga kupopota.
4
Kuti bidinu kubvanyangura zvinhu zvakawanda pakutsvaga chinhu chauri kuda.
5
Kuti bidinu kubuda kwechinhu mumwena, muswe uri iwo unotanga.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bidinuka
Kubidinuka kwechinhu kukwanisika kwacho kuvhukunurwa, zvikuru chihombe.
VerengaSwipe for the next word