Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bidiri kudonha kwechinhu, zvikuru chirefu, kubva pakakwirira chobva chaumburukira pasi.
1

Kuti bidiri bidiri kumhanya zvine mutsindo, kunyanya zvinoitwa nebhiza.
Kuti bidiri bidiri kushanyarika-shanyarika pasi kwemunhu kana mhuka iri kurwadziwa chaizvo.
Kuti bidiri kudonha kwechinhu, zvikuru chirefu, kubva pakakwirira chobva chaumburukira pasi.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bidiri bidiri
Kuti bidiri bidiri kushanyarika-shanyarika pasi kwemunhu kana mhuka iri kurwadziwa chaizvo.
VerengaSwipe for the next word