KwaunobvaDuramazwiDdudunuka

Duramazwi

dudunuka

Zvinoreva

Kana hembe kana chimwewo chisonwa chadudunuka chinenge chabvaruka nepachakabatanidzwa napo.

1

Kana chinhu changa chichimbokunetsa chazobvuma chinenge chazoitika. Tambo iya yanga ichiramba kududunuka yazobvuma zvandaida manje.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dudunura

Kuvhura zvakasonganidzwa (to unravel).

Verenga

Swipe for the next word